Mhangura

Kubva Wikipedia
Mhangura, Cu
Ratidziko luster ye usimbi uri tsvuku-ranjisi
Huremu hwe hatomu

Ar, std(Cu)

63.546(3)
Mhangura mutafura ye rupotero
Numer ye Hatomu (Z) 29
Boka boka 11
Rupotero rupotera 4
Bhloku  bhloku re d
mhodzgetsi configuration [Ar] 3d10 4s1
modzigetsi pa shell 2, 8, 18, 1
Mapropati emtumbi
Fhezi pa STP godo
Poyindi ye kunyauka 1357.77 K ​(1084.62 °C, ​1984.32 °F)
Poyindi ye kufanza 2835 K ​(2562 °C, ​4643 °F)
Dhensiti (near r.t.) 8.96 g/cm3
iri mutuvi (pa m.p.) 8.02 g/cm3
Dziya re kunyautsa 13.26 kJ/mol
Dziya re vaporization 300.4 kJ/mol
Molar heat capacity 24.440 J/(mol·K)

Mhangura (Nge.: copper) isimbi ine ruvara rwakada kutsvukuruka ichipenya kana kuti kutaima. Zita iri rinofanira kunge rakabva pakuti simbi iyi yakatsvukuruka uyewo nekuti ngura yaka tsvukurukawo kunyangwe hazvo kutsvuka kwacho kusina kufanana. Mu Zimbabwe yaisi cherwa pamugodhi unonzi Mhangura. MuAfurika, Zambia ndiyo iri pamusoro munyaya yekucherwa kwesimbi iyi.

Mhangura ine numeri ye hatomu 29 uye inhangande ye chemushonga ine ratidziko Cu (kubva pashoko roChiratini rokuti Cuprum)