Chiedza (light in English) zvinoreva masaisai anobvisa rima panzvimbo anova ndiwo tinogamuchira mumaziso edu patinoti tiri kuona. Chiedza chingabva kuzuva kana umwe mwenje wakaita sekenduru, moto nerambhi.