Mvura
From Wikipedia
Mvura (water) mutuvi unogadzirwa panosangana magasi anonzi oxygen ne hydrogen. Kunonzi zvikamu zvinodarika mazana masere kubva muzana (70%) cheuso hwePasirose chakavharwa nemvura yegungwa.
Kunonzi munhu anokwanisa kurarama mazuva anodarika masere (7) asina kudya asi zvinorema kuti ararame nguva yakadai asina mvura.