Sango
From Wikipedia
Sango (forest in English) inzvimbo isna misha yakavakwa ine miti nehuswa. Zvakakosha kuchengeta masango tisingapise nokuti miti irimo inogadzira oxygen yatinofema uye unobata mhepo kuti isasvika kumisha nesimba rakanyanya. Miti inochengetedzawo tupuka tunobatsra mbesa dzedu panguva idzo mbesa dzinenge dzotumbuka; tupuka utwu tunobatsira sikarudzi mumbesa dzinorimwa. Tupula twakafanana nenyuchitunobatsira kutakura chikono chembesa kuendesa kuchikadzi mumaruva.