Rwizi Nile

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Cairo Nile River.jpg

Rwizi rweNile (Nile River) ndirwo rwizi rwakanyanya kureba Pasirose ruchiyerera nhambwe inoita 6,650km. Nile inopinda munyika dzinoti: Burundi; Rwanda; Democratic Republic of Congo; Tanzania; Kenya; Uganda; Ethiopia neEgypt.


Rwizi Nile rwune dzimwe nzvimbo dzine machiti (rapids) , zvinoita kuti zvikepe zvisafambe munzvimbo idzi.


Rwizi dzeAfrica
Rwizi Manyame | Rwizi Mazowe | Rwizi Munyati | Rwizi Nile | Rwizi Pungwe | Rwizi Save | Rwizi Zambezi