Rurimi
From Wikipedia
Rurimi (tongue in English) inhengo yemuviri iri mukanwa inobata mukati memukanwa imomo. Rurimi ndirwo runoravira kutapira kana kuvava kunoita chokudya. Rurimi zvakare ndirwo runobatsira pakududza mazwi kana tichitaura.
Madokoro echikafu [chinja]
Madurungunda - (sour taste) izwi iri rinotaura chikafu chine kavaviro kanenge kemandimu - lemon.
Kutapira - (sweet) izwi iri rinotaura chikafu chine kunaka kunenge kweshuga kana huchi.