Nzwisa

Kubva Wikipedia

Nzwisa (Sample, taster) zvinoreva chinhu chinopiwa somuraidzo kusati kwapakurwa zvizhinji, izvi zvichiitwa kuti munhu adavire wega kuti anoda kupakurirwa zvabikwa here kana kuti kwete.

Shoko rokuti nzwisa rinokwanisawo kushandiswa pakuridzwa kwenziyo pamutambo - apa nzwisa kuri kuridzwa kudiki kwekuti vanhu vatorwe moyo nerwiyo ngoma ichizoenderera mberi pava pamberi. Saka nzwisa ndiyo inganzi zvakare maraidzo kan kuti taster or sample kuEnglish

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]