Dokoro
(runangakatsva kubva kuMadokoro)
Shoko rokuti dokoro (appreciation of taste) rinotaura kuyemurwa kunoita munhu kanzwire kaanoita manakire echikafu. Vamwe vatauri vanoti mango.
Tsika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
Kujekesa Dokoro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- Kuzipa (sweet).
- Kuzipisa (to make sweet; sweeten).
- Zipo kana nzipo (sweetness, as of honey or sugar).
- Kutapira
- Hambe (Sour taste e.g. of sour damba) iri shoko rinotaurwa pakuraidza muchero usina kuibva.
- Kuvava
- Indye kana ndye (1. Bitterness that is unpalatable). Ndanwa mvura ine indye, ndokubva yandirutsisa: I drank bitter water and it caused me to vomit.
- Madurungundu (Sour-tasting substance e.g. lemon juice)
- Kushata zvinoreva kuti chidyo hachinake pakudya.
Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- Dungunu (ideophone of being pleasing to the taste).
- Dungunudza (make tasty). Dungunudza mahewu neshuga. Make the mahewu tasty by adding sugar.
- -dungunura (please the palate). Hwahwa hausati hwandidungunura. I have not yet formed a taste for beer.