Kutapira

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Kutapira (sweet in English) zvinotaura zvinonzwa munhu parurimi kana achidya shuga, huchi, kana zviwitsi.

Tsika [chinja]

  • Huya uone kutapira kwaita manhanga.