Talk:Mwari

Zvirozvemo zvezanhi hazvitsigirwe mumimwe mitauro.
Kubva Wikipedia

Kuna Mwari mumwe chete anozviratidza nemitumbi mitatu, Mwari Baba, Mwari Mwanakomana, NaMweya Mutsvene. Pakutanga Mwari vakasika denga nenyika vachishandisa Shoko zvichibva muIzwi ravo. Vakadana Mwari Mwanakomana anova ndiye Chiedza chisingaperi simba. Mweya Mutsvene aive akakwanira akangomirira Mwari Baba kuti vatuare Shoko neIzwi kuti zvese zviitiko zvizadziswe.