Mutsindo

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Muchidzidzo fundoyetsimba, Mutsindo (Impact in English) zvinoreva fosi yakakura iri kubata ichisayirira kwekanguva kadikidiki panodhumana mitumbi inokwana miviri kana inodarika. Fosi kana kuti rufangu runobata nemutowo uyu inokonzera zvikuru kudarika fosi diki iri kubata kwenguva yakareba. Kuti chii chinokonzerwa kuitika zvinoenderana nemuchacha wemitumbi unosangana nawo mitumbi yacho.