Muromo
From Wikipedia
Muromo (lips) inhengo iri pasi pemhuno yakapendera mukanwa munotambira chikafu pakudya. Nekumwe kutaura mukanwa mukati, muromo ndiko kunze asi mazwi aya anoshandiswa achichinjaniswa.
Tsika [chinja]
- Muromo hauzarirwi nerwizi.
- Chinopa mawoko; muromo haupi.
- Ane pamuromo.
- Muromo chipfuto unopedza matura