Mhuno

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Nez d'homme.jpg

Mhuno (nose) inhengo yomuviri iri pachiso chemhuka dzine muzongoza yadzinofema nayo. Pamunhu mhuno iri pakati pechiso; mune dzimwe mhuka dzinoyamwisa mhuno iri pamusoro panoperera chimuromo.

Kubata kana kunzwa hwema hwechinhu kunonzi kukamba. Saka muvhimi anoti: Imbwa dzakamba hwema dzikatevera hwaenda mhembwe.