Mbare, Harare

Kubva Wikipedia

Mbare musha unowanikwa muHarare unozivikanwa zvikuru nekuda kwemusika wezvirimwa uye rhenki yemabhazi anoenda kumaruwa eZimbabwe.

Zvinonzi Mbare yakapihwa zita remunhu aigara munzvimbo iyoyi ainzi Mbare. Asi vamwe vanoti ainzi Mbari.

Mbiri yeMbare[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Mang'anja vanoti mpale kana mpali (boys in a village or accompanying a chief or headman).
  • VaKagulu vanoti mbali (n. elephant tusk) kureva nyanga yenzou. VaBukusu vanoti eembale (n. pebbles, round stones).
  • VaGwere vanoti mbale (edge, side, border, river bank, road shoulder, border), mucheto kana gombe. Mamwe mazwi: mbale wa ( adv. alongside, beside.) kureva parutivi pe.
  • VaGiryama vanoti mbari (kin; kindred; used for less close relatives; affinity - degrees of relationship).