Mambakwedza

Kubva Wikipedia

Mambakwedza kana kuti mavambakuyedza zvinoreva rungwanani pakutangisa kwawo.

  • Utonga kana utongwa hwakatsvuka (first glow).

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaTsonga vanoti vurhonga (n. east or direction where the sun rises). Mamwe mazwi vurhonga (n. dawn ) kureva mambakwedza.
  • Taabwa vanoti lukula (n. dawn ) kuyedza kwezuva. Taita vanoti kuela (v. to be light) kureva kuyedza kana kuchena kwekunze.
  • Xilenge vanoti vutonga (n. east). Babungo vanoti tɔŋ (v.itr to rise - of the sun).
  • Chuabo vanoti ebembembe (n. dawn) kureva kuyedza kwekunze.