Huni
From Wikipedia
Huni (firewood) matanda emuti akatsemurwa kuti apiswe muchoto pangava pakubika kana kuti kudziya moto. Huni dzekubika dzinoshandiswa dzakaoma dzisina hunyoro kuitira kudziya kuzhinji.
Huni dzinoshandiswawo pakupisa zvidhinha; huni dzekupisa hovhoni yezvidhinha dzinoshandiswa dzimwe dziri nyore dzinova ndidzo dzinotsva kwenguva refu.