Muti idzinde rinokura richiita matavi, maruva nemuchero. Michero ingava inodyiwa kana isingadyiwe. Muakti memuchero ndimo munowanikwa mbeu.