Choto (fireplace) zvinoreva nzvimbo yakaveswa moto nehuni, uyu uri moto une chinangwa chokudziyisa kana kubikisa kana kuitawo mamwe mabasa.