Fodya

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
DunhillEarlyMorningPipeMurrays.jpg

Fodya (tobacco) idzinde rinorimwa rinokura mashizha mahombe anova ndiwo anokohwehwa achinotengeswa. Fodya inoshandiswa kugadzira mudzanga unoputwa fodya nevanoputa. Imwe fodya inoshandiswa kugadzira mishonga yakasiyana inokororwa kubva mushizha refodya.


Zimbabwe fodya chirimwa chinounza mari yakawanda yekunze kwenyika; fodya yemuZimbabwe inotengeswa kuAsia, Europe neNorth America.

Tsika [chinja]

  • Akazvionera pamhuno sefodya.
  • Nhamo inenge yefodya inoti uku yakarumwa uku inotsva.