Asia

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Asia (orthographic projection).svg

Asia ndiro ziendaenda redunhu rakabatana neAfrica neEurope. Asia ndieo ziwumbe rakakura pana ose pahuwandu hwevanhu uye kukura kwedunhu racho.

Taranyika[chinja | edit source]

Asia ndiyo chikamu chiri kumabvazuva kweziendanakuenda reEurasia. Asia neEurope dzine muganhu pachisuvi chemvura chiri pamakomo eUral neCaucasus, parwizi Ural, negungwa Caspian Sea neBlack Sea. Dzinoganhurana zvakare pamvura inobatanidza Black Sea neAegean Sea. KuMaodzanyemba kweEurope kune Artic Sea nemamwe makungwa, kuMadokero kune gungwa Atlantic, kuChamhembe kune gungwa Mediterranean neBlack Sea nemuronga unobatanidza magungwa aya. Europe inopatsanurana neAfrica pagungwa reMediterranean iyo iri kuMaodzanyemba kweAfrica.

Kubva panyika yeTurkey zvichienda kumabvazuva inenge yava Asia, ichinobatanidzira Middle East, India, China, kunosvika kuKorea. Asia ine zvitsuwa zvakawanda zvinosanganisira Japan, Indonesia, Malaysia, Philippines, Taiwan, Hong Kong, nezvimwewo.

Nyika dzine hugari hwevanhu vazhinji dziri muAsia dzinoti, China, India, neIndonesia. Russia ndiyo nyika yakanyanya kukura muziwumbe reAsia.


Ziwumbe