Denderende

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Ellipse axis.svg

Muchidzidzo chePimanzvimbo, denderende (Ellipse) izita rinoreva munyonga uri pamutsendo, unoonekwa panochekwa charaka zvichitevedza mutsendo nenzira inopa munyonga wakavharwa kwese (closed curve). Izvi zvinoreva kuti mutsendo wacho unocheka nenzira yokuti chiumbwa chinosara pachekwa chine munyonga chete pasina mutsetse wakati twasa; mutsendo haucheke hwaro kana chisuvi chiri pacharaka.

Denderende harisi denderedzwa asi rine chiumbwa chinoda kufanana nezai.

Personal tools
Namespaces

Variants
Actions
Banguranyika
Maturuzi
Mimwe Mitauro