Chindori

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Chastity ring.JPG

Chindori (ring for finger) chiumbwa chakaita denderedzwa chiopfekwa sechishongo pamunwe. Kune mhando dzezvindori dzakasiyana dzinosanganisira: chindori chemuchato, chevimbiso yewanano, nezvimwewo. Vazhinji vanokoshesa kuti chindori chinge chakagadzirwa nesimbi inodhura yakaita se gold kana platinum. Vamwewo vanoda chindori chakashongwa nematombo anodhura anoti: diamond, sandawana, amethyst nezvimwewo.

Mazuvano zita rinonyanya kushandiswa nderekuti rhingi.