Ziso

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Ziso

Ziso (eye in English) ndiyo nhengo yemuviri inogamuchira chiedza kubva kunze kuti tikwanise kuona zvakatikomberedza. Ziso richinge ragamuchira chiedza rinotumira zvagamuchirwa kuhuropi uko kunovakwa mufananidzo wechinhu chiri kupa chiedza ichi. Pari kudzi chiedza pari kurehwa chiedza chinobva pazvinhu zvose zvatinooona tichisanganisira kubva pazuva kana mwenje. kuti mumhu aone chinhu ziso rinenge ratogamuchira chiedza kubva kune chinhu chiri kuonekwa.

Vanhu nemhuka zhinji vane maziso ari pamusoro kana kuti pamaburi ari padehenya. Maziso ane ruvara rwakasiyana-siyana pavanhu vakasiyana.

Personal tools
Namespaces

Variants
Actions
Banguranyika
Maturuzi
Mimwe Mitauro