Muchidzidzo Chezvipenyu (Uterus in English) chibereko inhengo yemuviri wemukadzi munova ndimo munokura mwana kubvira panobatana doworume remurume nedowokadzi remukadzi kusvika pamusi wekuzvarwa kwemwana mucheche.
-
nhengo dzemukadzi dzichionekwa nemberi
-
Chibereko nechubhu dzacho.
-
-
Mucheko wechibereko pamwedzi wetatu newechina wenhumbu.
-
Mwana muchibereko pamwedzi wechishanu kusvika wechitanhatu.
-
Chibereko chichionekwa nekumashure.
-
Hudyu hwemukadzi huchionekwa nemberi uye pamusoro.