Mucheche (infant) mwana achangozvarwa kusvika pamakore maviri zvichienderana nemaonero anoitwa mudunhu racho. Vazhinji vanoti mwana achiri pazamu ari kuyamwa mwana mucheche.