Canada

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Canada
Flag of Canada.svg Canadian Coat of Arms Shield.svg
National motto: From Sea to Sea
LocationCanada.png

Canada inyika iri muziwumbe re North America iri kuMaodzanyemba kweUnited States of America; nyika nmbiri idzi dzine muganhu pamuyeramwaka +49o.

Canada imwe yenyika dzakatapwa neBritain dzine hugari hwevarungu hwawanda kudarika varidzi venyika vakawanikwa munyika iyi. Imwe yenyika dzine hugari hwamira saizvozvi ndiyo Australia. Varidzi venyika vakawanikwa vari muCanada neAutralia vanodanwa kunzi maAboriginals; zvisingarevi kuti marudzi aya ane ukama asi kuti ndivo zvidzazvepo.

Kare varidzi venyika vaidanwa kunzi Red Indians muCanada asi pari zvino vanodanwa kunzi Aboriginals kana kuti First Nations.

Personal tools
Namespaces

Variants
Actions
Banguranyika
Maturuzi
Mimwe Mitauro