United States of America

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
United States of America
Flag of the United States.svg US-GreatSeal-Obverse.svg
National motto: In God We Trust
USA orthographic.svg

United States of America inyika iri kuziwumbe reNorth America. Nyika iyi ndiyo ine hupfumi hwakanyanya Pasirose. Pari zvino inotungamirwa naPresident Barack Obama anova akazvarwa nababa munhu mutema vakabva kuKenya vari verudzi rwechiLuo. Mai vaObama murungu.

Personal tools
Namespaces

Variants
Actions
Banguranyika
Maturuzi
Mimwe Mitauro