Bhomba

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
B-2 spirit bombing.jpg

Bhomba (bomb in English) chombo chinoputika chichikanda simbi nemweya wakawanda unopisa. Simbi dzinokandwa dzinokwanisa kubaya munhu zvokufa. Mweya unopisa unobva pabhomba unoputitsa dzimba nokuda kwokupisa uye kuwanda kwawo. Mweya uyu unouraya zvakare kana uchinge wafemewa.

Munguva yehondo mabhomba anokwaniswa kudonhedzwa kubva mundege.

Personal tools
Namespaces

Variants
Actions
Banguranyika
Maturuzi
Mimwe Mitauro