Ziwumbe

From Wikipedia
(Redirected from Dunhumandinde)
Jump to: navigation, search
Continentes.png

Muchidzidzo Taranyika (Geography in English) ziwumbe (continent) zvinoreva zidunhu zihombe-hombe rinosimuka kubva mugungwa richiva nzvimbo ziendanakuenda rine nzizi, makomo, mapani, mipata zvichingodaro. Zita iri rinodudza zinzvimbo rakabatana rakawumbwa richitambanuka kuita mitunhu yakataramuka nhambwe huru kubva kune gungwa. Nokumwe kutaura tingaturikira tichiti dunhumandinde.


Chidzidzo cheTaranyika chinotaura zviwumbe zvinoti: Africa; Asia; Antarctica; North America; South America; Europe neAustralia.


Ziwumbe