Chitsuwa che Okinawa

Kubva Wikipedia

Chitsuwa che Okinawa (沖縄島, Okinawa-jima, Chiokinawa: 沖縄/うちなー, Uchinaa Chikunigami: ふちなー, Fuchináa), pachihofisi richinzi Gurutsuwa re Okinawa (沖縄本島, Okinawa-hontō), ndichochikurusa pakati peZvitsuwa zve Okinawa zvose uye Zvitsuwa zve Ryukyu (Nansei) zve Japani muchisi che Kyushu.