Chipembenene

From Wikipedia
(Redirected from Zvipembenene)
Jump to navigation Jump to search

Shoko rokuti chipembenene, kapuka kana kambuyu (insect) rinoreva tupuka tudiki tune miviri inotaridzika muzvikamu zvakajeka. Zvipembenene zvinosanganisira: nyuchi; nhunzi; hwiza; mago; ishwa; zingizi; mukonikoni zvichingodaro.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaNande vanoti ekihuka (n. an insect).

[1]

  1. https://www.ualberta.ca/resource-economics-environmental-sociology/media-library/research/working-papers/documents/sp-97-04.pdf