Zvipangamunyu

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Zvipangamunyu (halophiles) apa kududza tupuka tunogara munzvimbo dzine munyu wakawanda dzakadai seDead Sea kana Great Salt Lake. Kana chiri chimwe chonzi chipangamunyu.


Mamwe Mazwi[chinja | edit source]