Zvidzitameso

Kubva Wikipedia
Bhiza rakapfekedzwa zvidzitameso

Izwi rokuti zvidzitameso riri kushandiswa pano kuturikira chinonzi blinkers kuEnglish - apa kureva chipfeko chinovhara kuona kwemaziso ebhiza kuti risaona zviri shure, as richikwanisa kuona zviri mberi kuri kuendwa. Mabhiza emujawo anopfekedzwa zvidzitameso nechinangwa chokuti asavhundutswa nemhomho yevanhu vanouya kuzoona mujawo, uye kuti bhiza rikwanise kunangana nezvekumhanya mujawo chete.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • MaZulu vanoti insithamehlo kana izinsithamehlo pakuwanda (n. blinkers) vachireva zvidzitameso.
  • MaZulu vanoti sitha (Screen from view, intercept; hide from light, shade; get in the way) vachireva kudzita kana kudzitira.
  • MaZulu vanoti ukusitheza amehlo (to cover one's eyes) vachireva kudzitidza meso.