Zenze
Zenze, hwenze kana chenze (mane) kureva mvere dzinokura muhuro negotsi rebhiza kana shumba.
Chirevo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- Kumera zenze zvinoreva kuita manyawi kana shungu nechinhu chiripo.
- Murwiyo Dai Ndakaziva, muimbi Oliver Mtukudzi akaimba - Zenze tuku, zenze tuku ndayaruka.