Zenda

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Zenda (fiance in English) zvinoreva murume anotarisirwa kunge ari kuroora musikana. Izwi iri rinoshandiswa pane murume akazivisa kuna tete vemusikana kuti anoda kuroora. Chiratidzo chokuda kuroora kupa nduma kumusikana. Makedha