Vladimir Putin

From Wikipedia
2021

Vladimir Vladimirovich Putin (Chirhashiya: Владимир Владимирович Путин; akazvarwa 7 Gumiguru 1952) muporitiki we Rhashiya uye aive hofisa weungwaru ikozvino ndiye aava mtungamiri weRhashiya, chinzvimbo chaakazadza kubvira 2012, uye kare kubva 2000 kusvika 2008.[1] Aivewo mutungamiriri wehurumende kubva 1999 kusvika 2000, uye zvakare kubva 2008 kusvika 2012. Putin ndiye wechipiri-akareba-achiri kushandira mutungamiri weYuropu mushure meAlexander Lukashenko wekuBherarusi.

  • Mareketerwo ezita rake neChishona ndi Vhuladhimiya Putini.

Mabviro eruzivo[chinja | edit source]