2012
Wurukati: | Wurukati riTatu |
---|---|
Zanakati: | Zanakati re Makumimairi |
Gumikati: | Ma2000 | Ma2010 | Ma2020 | |
Makore: | << | 2010 | 2011 | 2012 | 2013 | 2014 | |
2012 (sho: zvuruzviiri neguminembiri kana zvuruzviiri negumimbiri) raive gore rinjee rakatanga musi wa Svondo muKarenda ya Gregori, gore rechi-2012 muZera Rinjee (ZN) uye Anno Domini (AD) dzemishariro, gore rechi-12 muwurukati ritatu uye Zanagore rechi-21, ne rechitatu muZvikumikati reMa2010.
Zvivuko[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
Gore ra2012 ndiro rakange rakavukirwa kuti raive gore rekupera kwezvinhu zvose pasirose. Gore ra2012, kumamwe makarenda raive gore ra2020, izvi zvinoenderana nema karenda anosangai Karenda ye Vamaya, Karenda ye Sansikirit uye Karenda ye Itopiya, gore rainzi 2020 nevamwe vanhu vose ivo vaive mugore ra2012. Gore ra 2020 sezvinozivikwa pasirose ndiro gore rakatanga Dzihwamupengo, pamwe makarenda aya aivuka kushanduka kwe rugare ne kurarama sekwunozivikwa nevanhu vose, nekuti hupenyu hwakashanduka kakuru kubva mugore iroro.
Mashoko[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- Wurukati,Mwakawuru- kureva millennium, kubva pa Churu/Chiuru uye mwaka (season, age)
- Wurukati ritatu - kureva mileniyamu itatu
- Zanakati, Zanagore - kureva century, kubva pazana uye kati kureva mwaka (age, season).
- Gumikati, Mwakakumi - kureva decade, uye pahuwandu makumikati