VaTavara

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

VaTavara idzinza revanhu vanowanikwa kumusoro kweMashonaland Central muZimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaGwere vanoti kutabaala (v travel to a foreign place).
  • VaDigo vanoti mtawala (leader of a country, ruler) kureva mutungamiri wenyika.
  • VaTiriki vanoti vutavala (any stripe or mix of color in a dress or animal or anything with more than one color) vachireva mavara-mavara kana machevhu.