Hutsi
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuUtsi)
Utsi, hutsi kana chiutsi (smoke) zvinoreva mupfunga unotuguka panobvira moto kuchitsva zvinhu zvakadai sehuni, mafuta, mapepa, machira zvichingodaro.
Zvirevo
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Hapana hutsi husina moto.