Utare (tsauranisa chirevo)
Mataridziko
Utare, utare kana UTARE izwi re Chishona uye izita resimbi inonzi 'iron' kuChingezi.
Izwi iri rinogona kushandiswa sezvakanyorwa pazasi.
Zita
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Vanhu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Utare izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
Nzvimbo
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Mutare (guta ye muZimbabwe, yakatumidzwa nekuda kwekuti nzvimbo yaicho yaivanikwa utare)
Nhangande
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Utare (isimbi inonzi 'iron' kuChingezi)
Mitauro ye Chibhandtu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Butare (iguta rekuRwanda - Vutare muChikaranga - Vutare izita remhuri futi rinowanikwa kuKenya ne Zimbabwe) - Butare yakadanwa nekuda kwekuti nzvimbo yacho yaiwanikwa utare.
![]() |
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |