Usoma

Kubva Wikipedia

Izwi rokuti usoma, ushoma kana ukata rinotura apo munhu anenge ari ega pasina mumwe - state of being alone or loneliness.

Mazwi aya angagona kuturikira chinononzi privacy kana private kuEnglish zvinoreva zvinhu zvakabviswa kuruzhinji kana zvakaita pasina ruzhinji - withdrawn from public life.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaGanda vanoti chama (privacy) vachireva usoma.
  • MaZulu vanoti isizungu (loneliness) vachireva kusurukirwa.
  • MaZulu vanoti nesizungu (lone) vachireva kuva wega.