Umambo we Maravi

Kubva Wikipedia

Umambo we Maravi waive Umambo wakange wakagadzikwa kumuganhu we Malawi yanhasi, Mazambuko ne Zambia, muzanagore ra-16. Maravi yanhasi mumitauro yemo zita rayo rinonzi "Maláŵi", zita iri rinonzi rakavamba kubva kushoko reChichewa rokuti "malaŵí", rinoreva kuti "Murazvo".