Usoma
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuUkata)
Izwi rokuti usoma, ushoma kana ukata rinotura apo munhu anenge ari ega pasina mumwe - state of being alone or loneliness.
Mazwi aya angagona kuturikira chinononzi privacy kana private kuEnglish zvinoreva zvinhu zvakabviswa kuruzhinji kana zvakaita pasina ruzhinji - withdrawn from public life.