Ubvo

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Shoko rokuti ubvo (consistent characteristic) rinotaura hunhu huri pachinhu kana munhu hunoonekwa semagariro kana masikirwo acho.

Maberekerwo, chizvarirwo, chibarinye (individual characteristic, nature of a thing or person).

Mazwi eBantu[chinja | edit source]

  • Mururimi rweKinyarwanda vanoti kamere (nature, character).
  • Mururimi rweKinyarwanda vanoti imimerere (attitudes, characteristic).
  • Mururimi rweKinyarwanda vanoti kuba kana kumera (to become; to be - in a certain state; to be like).
  • Mururimi rweKinyarwanda vanoti kumera (to be like).
  • Mururimi rweKinyarwanda vanoti kumera (to germinate).
  • Mururimi rweSwahili vanoti mea (1. sprout, germinate, 2. grow - of the hair or fingernails) zvichireva kumera.
  • Mururimi rweYao vanoti ndamo (nature, habit, disposition, custom).