United States of America
(Redirected from USA)
Jump to navigation
Jump to search
| |||
National motto: In God We Trust | |||
![]() |
United States of America inyika iri kuziwumbe reNorth America. Nyika iyi ndiyo ine hupfumi hwakanyanya Pasirose. Pari zvino inotungamirwa naPresident Donald Trump akaiswa pachigaro musiwa 20 Ndira 2017 achitsiva President Barack Obama anova akazvarwa nababa munhu mutema vakabva kuKenya vari verudzi rwechiLuo. Mai vaObama murungu.
North America |
United States of America | Canada | Mexico |