Svetuka kuchirochemo

Tutu sezita

Kubva Wikipedia

Tutu izita revanhu rinowanikwa kuNamibia, South Africa, Ghana neNigeria.

  • Vanhu vane zita iri: Tutu Kgobane; Xolisa Tutu; Tutu Manuel; Prudence Tutu.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Sangho vanoti tutu (n. sorguhm; millet).
  • Iduna vanoti tutu (n. nettle - any plant of the genus Urtica, covered with stinging hairs).