Magen'a
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuTsuro magen'a)
Magen'a (n. Deceiver, cheat, one who tricks) zvinoreva munyengeri kana munhu ane mabiribidi.
Mamwe Mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Biribidi kana mabiribidi (Trick. Deceit).
- Tsuro ina mabiribidi: a hare is full of tricks.
- Kune zita remhuri rinonzi Mhiribidi.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- MaZulu vanoti genga (v. Cheat, trick, deceive). Muenzaniso: Hawu! ngizigengile! (Oh! what a trick I've played on myself !). Fananidzai nokuti tsuro magen'a.
- MaZulu vanoti umgengi kana abagengi (n. Deceiver, cheat, one who tricks) vachireva magen'a.