Magen'a

Kubva Wikipedia

Magen'a (n. Deceiver, cheat, one who tricks) zvinoreva munyengeri kana munhu ane mabiribidi.

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • MaZulu vanoti genga (v. Cheat, trick, deceive). Muenzaniso: Hawu! ngizigengile! (Oh! what a trick I've played on myself !). Fananidzai nokuti tsuro magen'a.
  • MaZulu vanoti umgengi kana abagengi (n. Deceiver, cheat, one who tricks) vachireva magen'a.