Tsunda
Tsunda (awl) apa kureva mhando yetsono inoshandiswa kuboora zvinhu zvakadai sematehwe kana pakusona shangu.
Zimbabwe[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- Mudunhu reMasembura mune musha unonzi Tsunda.