Tshanda

Kubva Wikipedia

Tshanda izita revanhu rinowanikwa kuSouth Africa.

  • Vanhu vane zita iri: Tshanda Lwando; Jonas Tshanda; Sylvia Tshanda; Dan Tshanda aiva muimbi kuSouth Africa.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaVenda vanoti tshanda (arm and hand). Fananidzai nokuti chanza?
  • VaVenda vanoti tshanda kana zwanda (n. writing). Fananidzai nokuti kuandika?